One comment on “1        Maitiro okuviga vafi (Catholic Church)

  1. Ndinofara ndinotenda chose mufunge netranslation iyi. Ndinongori nechikumbiro chimwe chete pari zvino. Ndokumbirawozve mutarisewo pa old translation of Missal reChishona rakare uye Hymn book yakare iya tibatsirane tose nokuti ndinoona sokuti pane padiki pangoti potse zvapo pangada kugadziriswa nokuti mutauro wedu wakare unehudzamu kudarika wazvino uyo wavekuonekwasewakanaka asi usingazopi chirevo nohudzamu zvikuru tava pakutsvaka sungawirirano paChristianity And Culture of the people.

    Like

Leave a comment