6 comments on “ChiShona

  1. Mwanakomana waMambo wekutanga kuzvarwa mumhuri anonzi Murumbwana, sema nzwiro angu ini. Zvimwe zwakare, Munhu anotya zvikuru anonzi imbwende sema nzwiro angu!? Kungoti zvino yenda nekuti unobvepi, zvakare kuti urimu Zezuru, kana muKaranga, kana Manyika, kana kuti urimu Korekore here!!? nekuti Shona achisi chirudzi chimwe asi marudzi akawanda akabatanidza

    Like

Leave a comment