© Musakope nhaurwa iyi musina mvumo
Shoko raMwari rinoti: ‘Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.’
Mwari akasika Adhamu akasika mubatsiri kuti pasava nokusurikirwa. Michato yedu iri kuita kuti pasava nokusurikirwa here? Vazhinji vedu tinopindura tichiti michato iyi iri kutiunzira kurwadziwa nokusurikirwa. Tangova nedzimba dzisiri misha. Musha haunei nekunaka kwemidhuri kana kukura kwenzvimbo. Musha hausi imba, musha unoumbwa norudo. Continue Reading