Usazvitarisire pasi. Chero uchikwanisa kuporesa sadza utori chiremba.
Archives
All posts for the month June, 2019
Munenge muri pamabiko wonzwa murume wako achiudzwa kuti garai pasi chikafu munochiwana.
Wakambotonhorwa nechando manheru zvekusvika pakumuka kunotarisa kuti gedhi rakavharwa here?
Mudzimai: Imbosudurukai pasofa muende kunevamwe varume.
Murume: Vari kuma “small house”
Mudzimai: Tigarirei pasofa. Hapana kwamoenda.
Zvinhu zvinowanzoenda wakavarairwa muZimbabwe:
– magetsi
– mvura
– murume
Upfu ngahugare musaga resamende
Munyu ngaugare mugaba revhimu
Masamba agare muchigaba che “roll-on.”
Shuga muchigaba cheshumba chirindamatura
Mazowe isa muchirongo chemaheu
Mafuta ukubikiss mugaba re”Super” r
Sekuru: Nhai Tariro ko zvawaita mazuva matatu usina kudzoka kuchigayo?
Tariro: Magetsi anga achinetsa
Sekuru: Saka wazogaisa here magaroni maviri andakakupa?
Tariro: Kwete magetsi haana kudzoka.
Sekuru: Saka chibage chiripi?
Tariro: Chakapera ndicho chandaikanga maputi ndakamirira magetsi.