Handikanganwe mbama yandakambopihwa nasekuru vandiona ndichitsvaga bhutsu yangu muwareti yavo.
Archives
All posts for the month July, 2021
Uri kuvavarira kusekesa amwene vako wonzwa voti “Kunyangara zvako muroora asi unonakidza?”
Kurohwa nembanje kusvika pakubvunza musikana wako kuti “Sslaka iwe namai vako makazivana sei?”
Vusa Skylar 🤝
Wakamboomerwa nezvinhu zvekusvika pakubata muchiuno uri mumagumbeze?