Nhai, pamba paunoroja pakaita rufu unoramba uchidya navo mazuva mangani mushure mokuradzikwa kwomufi?
Archives
All posts for the month January, 2021
Dzimwe nguva Shona hainzwisisike. Hanzi “amuka akafa. ” Amuka akafa? Saka haana kumuka zve. Hanzi zvekare “ndamuona asiko.” Wamuona sei iye asiko?
Saka Goriyati akango pindira mubhaibheri kurohwa chete here kana kuti ane zvimwe zvaskamboitawo mune zvimwe zvitsauko?
Mudiwa: Dai ndaiziva kuti unotambura kudai ndaisaroorwa newe.
Ini: Pandakati ndiwe woga wandiinaye waiti ndairevei?
Wobatwa paMbare uchiba, worohwa zvokuti bhe kusvika pakunyepedzera kufa. Woburitsa rurimi panze,
wonzwa umwe achiti
“Chekai Rurimi.”
Tsoko nagudo vakanga vagere, mufundisi vachiparidza. Zvikanzi namfundisi “udza ari pedyonewe kuti wakanaka. Tsoko akatarisa gudo akaseka, akamutarisazve akazunguza musoro. Akasimudza ruoko akati “Mufundisi gudo muudzei mega ini handidi kutadzira Mwari.”