Wakambozviita here zvekuti unogona kuita maminitsi 3 wakatarisa mudikani wako wongozviti nechemumoyo apa ndopandakaita dzungu risina basa apa?
Archives
All posts for the month September, 2019
Hanzi mota yangu inodya mafuta. Ko inodya mbambaira ndeyani?
Kana mombe inebhero ichirasika ko kuzoti murume ane ringi isingarire?
Murume akafanana nemuboora ukasaudzora kwaunenge woda kutambarira unosiya manhanga pamba pemuvakidzani.