Tibatei patsamba yemagetsi

Chinangwa

Chinangwa chedandemutande rino ndechekuparidza Shoko Rakanaka norurimi rwamai, kune vose vanorirwarira, nomutowo uri nyore uye usingavadhurire. Chishuvo ndechekuti vaverengi vachadada nechitendero chavo uye nomutauro wavo, nokuti chitendero chisingapfeki unhu nomutauro wavanhu chakafanana nomuenzi anotsvinya.


Chikumbiro

Tapota remekedzai zvose zvinoturikwa pano nokusazvishandisa musina mvumo. Makasununguka kukumbira mvumo.

Sunungukai zvakare kubatsiro kuriritira dandemutande rino.

Kana paine zvamungada makasununguka kuti bata netsamba yemagetsi iri pazasi:


Leave a comment