Mumwe murume akamisa vanhu mumutsara mubhawa akati “Vanoda Black Label mirai apa, veCastle apa, veEagle apa, veChibuku apa.”
Vanhu vakarwidzana kumira mumitsara iye ndokuti “Maita basa. Ndanga ndichids kuona doro rinonyanyodiw

Woisira mukadzi wako doro mudhiringi kuti ati sunungukei mbijana, iye obva abata musoro wababa vako oti “Wawana chikafu here iwe musoro bhangu?”
Unomuona nekusvika achitamba nemwana kana kumhoresa imbwa zvaasati amboita kuti uyu auya kuzokwereta.
Kamwana kangu kari kurova mhanza yatezvara vangu kachiti “Dzidza kugerwa zvakanaka!”
Vamwe vanhu so! Hanzi “ndinamatirei ndibate Mari. Ndinoti ndikabata Mari handione kuti inofamba sei.” Ko iwe unofambasei kana wabata Mari?
Nhai pamba paunoroja pakaita rufu unoramba uchidya navo mazuva mangani mushure mekunge chitunha chavigwa?
Zvikanzi vanhu pfekai maT-shirt ane mifananidzo yevadiwa venyu vamwe munopfeka dzakafanana.
Yangu yekunwa doro nebatya rangu iyi! Tese tadhakwa manje, handichaziva kuti ndini upi.
Vamwe vanotoda kucherechedzwa zvakasimba panyaya dzemari. Akapinda ega mutaundi anogona kuuya atenga bango remagetsi. Ukubvunza kuti ndereyi unonzwa achiti ndaona rakachipa.
Inini svomhu kuchikoro ndaidzigona asi chinhu chaizonyanya kundinetsa maanza chete.