Baba vazere norudo,
ndinobvuma nokupfidza
kukutadzirai kwandakaita kwose,
mukuziva kana kusaziva.
Ndiregerereiwo ndakatadza nokungozvifunga.
Hongu Tenzi, kungozvifunga kwangu
ndiko kwandipinza mukupara rutadzo.
Ndisunungurei Tenzi kubva mukungozvifunga pachangu
uye undingoveni.
Ndibatsireiwo kukunda uipi
nesimba raMweya Mutsvene wenyu.

Munyengetero wakanaka. Handina kunzwisisa kuti undingoveni chii ?
LikeLike