© Musakope mharidzo iyi musina mvumo
Pane zvakawanda zvinogona kuva zvakaitika kubva patakasiiwa nehama yedu. Pane zvatinogona kuva takanzwa. Vamwe vedu vakanzwa pfungwa kutenderera sevave kupenga. Vakarota hope dzakashata. Vakazvibvunza mibvunzo yakawanda pamusoro pechitendero chavo. Pane zvakawanda zvinoitika kana munhu aching afirwa. Izvi ndozvandiri kuda kuti tiyeuchidzane nhasi. Continue Reading
