Nyaya dzekumusha veduwee! Pane mombe dzapaza mubindu medu dzikadya muriwo watanga tafirita kuseni. Mombe idzi dzabva dzafiramo. Zvino muridzi wadzo ari kuti dai wakanyora chipepa.
Hameno kuti mombe dzinoverengawo here?

| Anonymous on Muviri neRopa raKristu- P… | |
| Anonymous on ChiShona | |
| Anonymous on ChiShona | |
| Anonymous on ChiShona | |
| Anonymous on ChiShona |
| Anonymous on Muviri neRopa raKristu- P… | |
| Anonymous on ChiShona | |
| Anonymous on ChiShona | |
| Anonymous on ChiShona | |
| Anonymous on ChiShona |