Funga uchigara nemufesi anoita zvemadhiri wotomutswa na3 kuseni zvonzi “Mudiwa muka mubhedha wawana anotenga.
Archives
All posts for the month November, 2019
Kana mukadzi wako akatadza kubika haisi nyaya. Uri mumarriage hausi restorendi, bikawo.
Dzimwe fambidzano fambidzano dzatinombopinda kunenge kudhonza dovi neshinda.
Zuva raVaTsvene Vose: Kuona
Dzimwe nguva tinorarama takavharirwa muhupofu hwedu. Kubva pakuzvarwa tinopihwa mumwe mufananidzo ‘hwehupenyu hwakanaka’. Hupenyu:-
- hwemotokari dzinodhura,
- hwenzendo dzekure kune mafaro,
- hwemadhidhindi,
- hwedzimba dzakanakisa nezvimwe.
Tinoudzwa kuti upenyu chaihwo hupenyu hwekunge wakasununguka, pasina mitemo inokusungirira uye uchiwana zvose zvaunoda. Tinoratidzwa mufananidzo wokuti hurombo, nzara nokushaya hupenyu hwokutukwa.
Orijeni wokuArekizanda akati ‘hutsvene kuona namaziso aKristu’.
Terihadhi dhi Chadhini akatiwo donzvo rake somuKristu nderekubatsira vanhu kuti vaone.
Tomasi Akwainai akataura achiti chinangwa chikuru chohupenyu hwechiKristu kuona.
Mumwe mudzidzisi wechitendero chechiJudha anonzi Harodhi Kushina anonyora mubhuku rake achiti ‘Hwaro hwechitendero hausi muunganidzwa weminamato kana mitorododo yemipiro. Chikuru pachitendero kuona. Izvi hazvishandure nyika yatinogara asi zvinoshandura maonero atinoita zviripo uye izvozvi ndizvo zvinoita kuti pave nomusiyano.’
Vasande vanhu vanoona nokuita zvimwe zvinhu pamusoro pezvavanenge vaona. Vanhurume navanhukadzi vanoona nemaziso aKristu. Nemaitiro aya vanoona zvakakosha, zvinofanira kukosheswa uye minongedzo yoururami.
Mwari vane simba chokwadi. Ndati ndichipedza kudya shamwari yangu yabva yasvika.
Wakamboti waba jezi rebhora here rekuchikoro, mangwana acho kodeedzerwa musangano wevabereki.l mudhara wako ouya akatoripfeka?
Wakambo shungurudzwa mudikani wako here zvekusvika pakusimukawo Kuchechi panonzi varwere huyai munamatirwe?
Pane imwe fambidzano yaunotoona kuti ukasanyepera kurwara haufi wakadya zvinonaka.
Hakuna chinhu chinopedza mari yedoro segirosa.
Veduwee, murume haafanire kupererwa nenyaya mumba. Kugadzirira yekunyepa kuri nani. Ukangoti zii ndopaya paunonzi imbondipaiwo phone yenyu.
