Mukomana: Bhebhi ndirikuuya kumba kwenyu. Uriko here?
Bhebhi: Yaa ndiriko. Kana wakuuya ndanga ndichikumbirisawo …
Mukomana: Uri kukumbira chii nhai mudiwa?
Bhebhi: Aaah ndinonyara kutaura ini.
Mukomana: Chingotaura mudiwa chauno kumbira chacho ndinoita.
Bhebhi: Ndirikutya ini.
Mukomana: Rega kunyepera kani bhebhi> Ndinokuda nomwoyo wose.
Bhebhi: Ndiri kukumbirawo kana waakuuya ukweshe mukanwa.
