Ndine urombo handichakwanisa kuuya kumusha zvinhu zvangu zvese zvandakakutengerai zvakatsvira mubhazi:
- 55″ flatscreen TV.
- 5 mabhegi mahombe egirosa.
- 1 monaki hombe rehembe dzaikwana munhu wose.
- 1 zibhegi rakazara bhutsu.
- 30 marita amafuta ekubikisa.
Ini ndaiti ndichatevera nerimwe bhazi pakupera kwevhiki. Gore rese here ndichishanda? ZVose mbombombo.
