Muchato unoda vaviri kuti uzadzisike
Hazvina kukwana kuti vaviri vaonane
Vanofanira kubatanidzwa murudo nemusiki worudo, Mwari woga.
Muchato unoteedzera urongwa hwaMwari haudi mudzimai nomurume chete.
Unoda humwe hunobva kuna Kristu chete
Muchato unoda vatatu.
