Baba kwakusvika kumba mushure mokupedza basa wanike amai havana mufaro, vakamudhura.
Baba: Ko chii chiri kunetsa nhai adzimai?
Amai: Baba vemwana ndavane mazuva ndichishushikana, kubva zvamatanga basa ritsva. Ndiani anonzi aramu (Alarm) anofona na6 kuseni kwega-kwega imi mokata foni kuti ndisanzwe pamunenge muchitaura?
Baba: Hezvo!
