© Musakope nhaurwa iyi musina mvumo

Mumwe murume akanyora kabhuku kake kanonzi Rudo Ruri Muzviito. Ichokwadi ‘Rudo chinhu chaunoita.’ Harunei nezvaunonzwa mumuviri mako. Haruonekwi muzvinhu zvinoshamisira. Rudo runoonekwa muzvinhu zvidiki. Continue Reading

Taungana kuti tizonyaradzana. Asi mukunyaradzana ikoko hatidi kutarisira pasi marwadzo enyu. Hatidi kuti tinyengetdzane kuti zvose zvakaringana, kuita sepasina dambudziko. Hazvina kuringana. Murikurwadziwa. Tose tiri kubaiwa moyo. Marwadzo aya pamwe achagara kwenguva ndefu zvikuru kwamuri. CHinoita kuti tirwadziwe ndechekuti chipo choukama chatakambogamuchidzwa nhasi chinoita sechabvutwa takavarairwa. Tarasikirwa nemudikwanwi wapadyo takarivara.